Witchcraft! Rats drop off Mucheke prostitute’s privates in public

Hell, hath no fury like a woman scorned, ichi ndicho chokwadi chizere, chisingadi kuwedzegwa.
Let’s pay tribute to those who succumbed to lethal Covid-19 and pray for those infected and affected, chirwere chiriko iwe musoro bhangu usingadi kuteerera, zvese haudi, saka unodei.
HOTH has registered to vote, kuzoti iwe zvako, usina kana Gumtree rekuhwanda naro.
Like last week’s piece, this one is also very, very, short, kachimwishu but long enough to cover the essentials.
It was at around 8pm on a Friday and as you know because of the lockdown vanhu vanongoita imwe iya iya vachitsvaka tsvaka kuita kurarama and our own lady of the night or sex worker if you want, Kethy is no exception.
Like most sex workers she plies her trade at Mucheke Rank, musha mukuru, kune yese. Padhuze nepedu pamaGumtree apa.
She hooked up with this other man who works in the industrial area and for one the few companies that are still standing in Masvingo. Kokuchineiko, kwangosara masejari, makemesti, tumagarage nemafuel stations, manufacturing dhololo.
For now, I will leave out his name because he pleaded, akaita kutouya kumaGumtree akagurira nemuchikoro cheNdarama kwakawa perimeter wall (Durawall) kuya uku ndiye pothlo.
The two hungry lovebirds agreed to have their evil act at Kethy’s lodgings along Varozvi Street, second street from the famous Farai Bar as you go towards Mucheke High School. Chimusana cheZhou chiimba chacho. Kovanogara vakawandazve iwe.
Kuda pane wakaita majairosi ndokutipira mukadzi wemuface. The following day, Saturday, mai nhiya vakabuda mumba mavo chirichipembere, those who know they know, chipembere kana chichinzi chadhla mukonde, munochiziva.
Saru yakanzi mhii ndiye mone muchiuno, ndiye pesu, pesu yakananga kuna Varozvi Street, kuna Kethy. When she arrived the husband had already left for work and paid his dues for a job well done. The fact that he paid it means it was well done.
Kethy akawanikwa achitsvaira pazhe, paakangoti baa kusanganidzana maziso nemuridzi wemurume, makozho akatanga kuwa muskirt yaanga akapfeka. Vaanhu vakatanga kuungana apa achiyuwira mwana wevanhu. Kuzvara makozho pane vanhu, usadherera.
One of the rats was white in colour with a long tail stained with blood, the other ran away very quickly and people could not properly see how it looked like and the third one was already dead when it dropped out of her private part, but kwai raiva rakakura sebanya.
Mukadzi wemunhu waivava munongohwa, but what surprised the crowd is that she did not touch her, except to shout that, uchatiza taundi makozho akuonesa moto. Kutaura kuno akarongedza hake wava kumusha, makozho haachabudi.

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

error

Enjoy our stories? Please spread the word: