Top Cop dumps family for nurse

Mumadhorobha yangova donga watonga muzinda wemasvosve, Ziwada wasunungura gavi remususu, bhinda wapinda mwena wemadzvinyu usina chivharo after the Government announced new lockdown measures, but HOTH would like to warn you, tinogona kuita third wave tikaita zvokutamba. Saka ngoma ndiyo ndiyo, mask up, sanitise, social distance and siyai zvokungombeya, vanatongombeya, kungohwa kuti …wavapo, gara mumba.

Kusasana Kunoparira. Minister munhuwo. Mabhuku ainakidza awa. Asi mangonjowosoka, haa yaa. Vamwe ndevanopisa varume,
vamwe vanorova female subodinates neshamu yebasa, hezvo mumwe wosiya mukadzi kunogara nanurse kana kuti mukoti uko. Muchaita nhire imwi aaah. Today tombobatata mupurisa mukuru uyo, musorobhangu. Kana usingadi kunyogwa usanyanganya, so don’t blame me kuti hee HOTH hafanigwi kutinyora aah kuti wakanyanyodii, siyana nechifambindigo kusiyawo.

Akazviita anoziva hake, ichi chomusoro mukuru ichi, aged between 45 and 50 years old, dark in complexion, anechidumbuso.
He used to stay in the camp with the family. He was transferred recently from one of the stations in Masvingo Province to that
station. Ikoko kwadzaiva kwai dzainyanganya zvekurevesa. Dzinodova nemwana nerimwekid iga ikoko uko uchienda kumabvazuva.

I will not waste your time loyal readers, he a commander at one of the Police stations doted in Masvingo Central District, it covers Masvingo Rural kuna commander wako, Rujeko arikowo commander, Renco ina commander wayo, Chikato ariko futi, Muchakata
arikozve, and Masvingo Traffic has its own Inspector, so femberai kuti ndeupi wakatizira nurse kwaGomba uko kuWest.

Due to neglect by our own Inspector the wife is now a conductor with Zimbabwe United Passengers Company or ZVIPIKO. Vakomana mukadzi waCommander kuita conductor here, yes basa ibasa asi haa it should be by choice kwete out of desperation and frustration. Vanhu vanenge vachingoti uyo mukadzi akasiiwa oga muCamp nevana hoyo wava conductor, anyway chero vachiwana maUSA avo vachichengeta mhuri.

HOTH aitozvifambirawo zvake muna 6th ikoko kwaSisk ndiye dhuma dhuma nemota yemapurisa. Upon inquiring HOTH was told kuti aah it’s a case yeDomestic Violence being handled by the Police but the charge was later changed to attempted murder kuitira kuti asekuru vawane mukana baba vavharigwa. Coincidentally she is a nurse as well aaah yaa baba ava havabvi munana
mukoti. Nurse wacho anonzi Zhong. The Inspector’s name is Gulliver Angolihwa. Ndapedza nemwi.

Vanhu havanzwisise. Kana zvanzi na President chifambai, hazvina kunzi chifambirai zvikwereti, heeetsuuu. Ndoda kupedzisira ndichiti vakomana nevasikana, there is no shortcut to wealth, easy come, easy go. Leave these pyramid schemes, tsotso and
rituals, chera chikomba wopfira mate, kuti pfii because what HOTH is hearing kumaGumtreeuko umm m, maybe there are shadows but I saw some people vachiti mvee mvee, chimwe chipfut,i rimwe zirefu in the wee hours of themor ning. If I get more details you will be the first to know.

PS: Hey guys 19 missed calls on my chimbudzi from State House, zvorevei izvi. Kwai vamwe baba vakapuhwa huVP nyika ino inotengesswa muchindwacho ototi handina kumbogara ndaiona Zimbabwe yacho. https://masvingomirror.com

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

error

Enjoy our stories? Please spread the word: