Senior Council employee dumps family for married meter reader

Kudubu kudubu. You thought HOTH is biased against the law enforcement agencies, now look boom, yapindira kanzuru, rates up, chifambi up again, mvura dhololo, marara pose pose, sora haaa unotovhima shuro, as of pot/drum holes I shall not speak, amana tadii nhaivedu.
Service delivery area is for my bosses to deal with because isu kwedu kumaGumtree tongosotera mumakwenzi medu imomo.
Kwai kune third wave, so mask up, geza maoko nemvura inomanya, gara kure neroro redzoro guru iro rikahotsira wapinda busy.
Kukanzuru kwaita zirume rinoruta vakadzi saka kuzoti rikabuda basa your wives or children won’t be safe. Bhoo here. The senior plumber was married and has two children with his last wife, asi newevo unorega murume achiendaa wakatarisa. Kwai murume is sanitiser, mukadzi is a mask. Bhoo here uko, remember this is the month of women.
The City Plumber is medium built, has two kids from his first marriage, he is a very good plumber especially blocked holes haa dzinoketa manje, kuvhura maburi akavharika, ishasha. Plumber. Plumber. Plumbing holes.
The plumber stays at Number 2255777 Budiriro Street in Mucheke area of Yeukai, yes kwaYeukai, it can Only be the place. TsuroMagen’a or Mangen. The one and Only plumber in the ancient city.
The girlfriend is a married woman and she is his junior at the Council or ancient city if you so wish. She is married to an electrician iwo vanoziva ziva zvemagetsi kutadza kuona mukadzi achienda naana tsuro Mangena sorry Magen’a. He is an elderly electrician kuWest uko but wakatukula wechidoko zvino womuonesa ndondo.
Kwai nevamwe Doctor, venue inonetsa even Clinton yakamunetsa, even the late Bob yaimunetsa futi, but not with these nincompoops, love stealers, no they can have it anywhere they choose to.
The married woman’s name is Fiyucha Tshiza and she is a meter reader, they have it at the water works workshops storeroom, especially Magen’a akamboti one Castle zvake.
They also have it at Gomba shops muna Budiriro Street imomo Fiyucha aronga zvake, but Gidza ungarega mukadzi achidaro muberere mako sure. Iye ndiye angadiiwo after all, all her friends are whores, ivo vana Chishava ichi chepa Gomba, chinotombovapa venue.
Mai Sidhi or Tshiza is a member of the UCCZ, maiwee zvangu paChristian apo, zvosvodesa vanotopfeka nyufomu vachienda kuChechi, babangu bonga iwe.
Iyo iya yeblack and white, mai veruwadzano chaivo, kutsvuka kuzhe mukati…haa dhemeti mhanhi. She has six children form her previous marriage nemudhara uyu Havana chinhu.
Plumber left the wife and now HOTH is told she is contemplating to approach the courts for maintenance, upkeep yevana, sure ungasiya mukadzi after 11 years of marriage uumm usadaro iwe. Unoshoresa varume mhanhi.
Kwai Tshiza used to come at their matrimonial home pretending to be following up on her debts yet achifambira chifambi. Mai vanoda zvinhu, kokumirira kudamwa, kuita zvokuteverera nekumba kwemunhu here kusvika azosiya hake mhuri kuti anyatsomuona mushe.
Mission accomplished.
Imwi dei machingopedza masports muri two, inga Marko akati ngatiitewo.
Kochiifuti chabuda nepaSupermarket iyazve, Nhonga Ubhadhare, vatangazve vanhu vaya. Married work mates caught enjoying the forbidden fruit in the Hillside area, haahaa, murume ndiye akavabata, yuwii. Full details next week, names and their designations in the chain supermarket.
Till next week, makuhwa ngaatsve.

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

error

Enjoy our stories? Please spread the word: