Prominent Doctor share beer, wife with teacher

This one is too hot dear reader, this Doctor is one in a million, naiye mukadzi wacho akapenga zvake.
Doctor, Doctor.
As usual please mask up, sanitise, social distance, I still need you to continue reading your favourite column, aaah maitwa sei imwi. Sure, sure vanhu varikutamba bhora, the ruining party is continuing with meetings, meetings and meetings, aaah shame nyika ino so, anyway that’s for my bosses to deal with but its very sad, sad, sad and very sad. Those who say this is a country and half havanyepi because our new owner and his lieutenants are crisscrossing the country holding meetings while stopping others from doing the same, amaiii. Kwai nyika yaayangu, yaayangu kanhi.
Back to our doctor, our universities are becoming notorious for churning out notorious doctors, madhokuta anemuchiuno chinopisa, vakati kumamarks for sex, voti vakadzi vevanhu uvava. Unquenchable appetite for sex.
Dhokuta, Dhokuta. Havaguti.
Zaaaka, Zaaaka aaah surrender Zaka yakaoma akomana, sure how can grown up men, learned men for that matter share a wife in broad day light. Masikatai machena rakacheka nyika. Kana kunyara hamunyari, nguva ino yekorona here amana. Super spreaders.
Maifunga kuti HOTH atiza kuZaaka, tiriko toindepi after all rinopisa, kukwata, kuvira, kufazhaira. You need a lot of energy to saymore about these people, the wife in question is a teacher, the other husband or we call him the original husband because ndidzo dzakanobvisa pfuma is also a teacher. They have two children, kuda ndeva Doctor zvozibwa nani.
Besides being a teacher, he is also a hustler, anekamota kake, tuzvitoro toro twake, haashoreki, asi brain dhololo, haa dhololo, because a normal man cannot share a wife with a doctor from the same area.
Mai monotsva imwi.
I will continue to say more won’t stop, ndinaye muperekeri so I will say more on this one, chero mutero wacho ndobhadhara kuna sabhuku, mwedzi woga woga, saka handei tione, handina chikwereti. Mutero here.
Kokuzotenga mota dzakafanana, izvo zvimaXtrail zvakauya, kungosiyanisa macolour chete imwe inhema imwe itsvuku. Kwaaa. Blueblack.
Dear reader you are wondering how HOTH came to know about this, look no further, let me take you through.
It was last week on a Friday and as usual shasha dzakasangana at their usual rendezvous, night yaonini uyu onini, aaaah ndinenge ndapindwa namazepewo futi apa ndokwaanobva. Mugo.
Ehe ipapo panight club ipapo, muLounge, shasha dzichimwa hadzo doctor green ravo, Magombo, sorry I mean the original husband rake Label, mukadzi iwo masider, kuzoda zvinodhura seanodhurapo.
Chimukadzi chacho chitsvuku, nice hairdo, onion like behind, apa shumba vakaziwanira komene, she is very beautiful, kukunda maticha ose epachino fundisa.
Doro rakamwiwazve iwe unongohwa, kusvika na1am, haa hwava mumusoro manje zhohwe zhohwe ikati yatanga. Oinda nemukadzi ndiani?
Varume pindurai, oinda nemukadzi ndiani? Manyararirei guys, say more so that toziva kuti muperekedzi, mubhadhari wemutero here or what?
Chibhakera kuna Doctor, hee wakambotora mukadzi mwedzi wese ndikanyarara ikozvino woda kuinda naye, hakuna iyoyo, now I want my wife nomore sharing. That’s how HOTH came to know about it, pakagwiwa zveiwe, vasikana vakatozohwandisa mukdzi wawacho muLounge kwaMugo uko.
Before she was whisked away, she was pleading with the original husband kuti asakuvadza Doctor. Doctor vakarohwa zvavo but dzinowanza, kwai, aah iwe unogaririrei nemunhu wevanhu, musiye titore ndewedu tose plus anondi…kira. Haa asi nyika inoka, ndaita mudoko apa shumba makashinga, ndimi makaimbigwa naJonathan Moyo kuti, rambai makashinga, makashingahoo.
I can imganie vanhu vakadhakwa vachigwira mukadzi, iye achiti, Doctor vanondiitira, ukuwo uyu achiti …haa bodo.
Till next week, stay safe, makuhwa ngaauye.

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

error

Enjoy our stories? Please spread the word: