Popular ayoja preacher’s wife impregnated by driver, throws self into swimming pool in SA

Nhai vanhu vepositori yekwaMarange makaitwa sei zvomene, muri nhire chaidzo, tibvirei apo, super spreaders. Todii nemapositori ekwaMarange. How can you congregate when the number two owner of this country said no to gatherings, defying the coup mastermind, zvivindi zvenyu zvakanyanya and the owner of this country is looking the other way, mazidzoro enyu.
Anyway, good people continue doing the right things, musatevedzera these brainwashed people, Havana kusiyana neuyu wokuti after sex without protection he takes a bath in order not to contract HIV, duzura chairo.
Oooh, knowledge shall kill me this year! My bosses could not write about this one, it was too hot, but for me, HOTH, haa nothing is too hot, nothing at all. Damburikiti, tochinyora isu, kuti pooooo. Madhlauzani anobuda.
Most of you have forgotten about it because it happened on Christmas Day in 2017, yes in 2017 in South Africa, Mzansi, they were on holiday with the driver and family, three children or say two vake, neumwe wadriver.
Asi tati timbodzokorora nekuti dzokororo inesimba, please bear with me, it is not meant to hurt anybody, but to show you kuti sometimes overzealousness is not good at all, or should I say bootlicking. Mabhisopoenyu awa.
Kufadza mutengi baba vaJunior kwakashata imwe nhambo nekuti some of it has long term consequences and tragically the young man died a painful death because of some bishops who wanted to please the BIG man, I mean the bigger bishop, kuda kufadza shefu. May the young man’s soul rest in eternal peace.
Sure, how can you force someone to get married to someone, just because they go to the same church, if HOTH had his way I would set up a commission of enquiry, Zondo enquiry. Unfortunately, masimba acho handina.
Most people are not aware that, that the marriage was ‘arranged’ by some cruel bishops without the knowledge of the bigger Bishop, the father. The young girl had to consent after pressure from the bishops who abducted her from Chiredzi. She only knew of the pending wedding after being locked up in a room with the young man who was disabled and because of pressure from the bishops she eventually gave in and had a lavish wedding, ko chibhanzi chaivapoka.
Inside she was a tormented soul. It took time kuti mufana aite break her virginity, kudambura hymen kwakanetsa because of his physical condition, haa zvakatora nguva asi zvakazoita hazvo. Hemen.
They had two children, asi munongozivawo, mukupindana kwemazuva, mai vakainda vachimuka muka mukavo, zveChiredzi zvichiperawo bhichana bhichana. Driver achinotora vana kuchikoro, achienda namadhamu kushopping, haa zvichidaro, zvichidaro, kwai ndiko kupindana kwamazuva.
Naturally there was affection, rudo pakati padriver naMadhamu gukatanga kupisa behind the young man, I mean Junior, vazhinji munomuziva.
Vanhu vanofarisa munozviziva and this led to a pregnancy, asi tose tinoziva kuti gomba harina mwana, saka mwana akangonzi ndewa Junior preacher boy. Fortunately, he was not aware kuti mwana haasi wake saka akangozvitambira. Amaiii, mabishopo munonotswa chete imwi.
Makore akafamba, akafamba hameno rakanoita makuhwa rikatuarira Junior kuti, driver namai mwana varikupengesana and the last child is not yours. All hell broke loose and this led to the fatal ‘accident’ on Xmas day in South Africa.
HOTH can authoritatively tell you that, that was not an accident at all, but suicide because before the ‘accident’ he sent the driver away and then he threw himself mudhidho rechirungu, iye aiva mudhidhi mukuru aiva coach wekudhidha saka there is no way yaaizokona kudhidha, bodo, tsvo, ndaramba.
Mukomana, Junior waigwadziwa but kuti ataure zvanga zvisingaite, unofumura church, therefore akati better to take his life. HOTH was told kuti, he died a bitter man, kudhligwa munda nembwa seakarima nyama. Apa driver neshirikadzi, haiwa bodo, zvirikupengesana too bad, kutaura kuno, asi sezvinhu zvinotsverudza hazvitauriki, munofumura church.
Arranged marriages awaka.
Till next week makuhwa ngaatsve.

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

error

Enjoy our stories? Please spread the word: