Married Cop caught pants down in a car with superior

I am spoilt for choice this week, zvomene mene, ndine four dzemangonjo, one, two, three, four, but this one yemumota takes the trophy. Asi chii nemangonjo nhai varume, I think these guys need serious counselling because chifambi chacho chafamba.

As usual zvichengetedzei, chirwere chichiko. Sure, sure you know very well kuti its an offence kuitira mumota asi imwi ndopamunoti imomo nemo nemo, kusanyara mazihobi, kunge hombiro, mateya anokwana bhazi. Mongohwa imwi, pakarohwa munhu paSisk paya, kuzvagadziwa, mhere kusvika kumaGumtree kwedu uko, kuita kupongomora mhere, kuita yokukwetsura wangu.

The wife is wife a to a wealthy businessman, vane mula, shaggy, chibhanzi, chidadi, chikanda, moni wakati Nigerians. She is brown in complexion, chocolate like, slim, slender and she is of the Moyo totem, no pan intended, veganda remvura. Her name is Constable Munyaldo Chasungenge of Masvingo Central, iko kuzoseenza paCentral, kusvbisa nzvimbo yakazvinakira. She is a respected Deacon with ZAOGA Church, hey church yaGuti yapinda mhepo, nefambi dzopuhwavo zvigaro, nhaka.

Munyaldo is married to a wealthy businessman who has shops all over town including Rural Masvingo City, I mean uko kwakadzvagwa vanhu neboys, landbarons. Jaziman. They have three children and at one time when the father was taking the kid to school they met one of Munyaldo’s boyfriends and she screamed for stambos.

Kwai chimwana chakati, mota yavaMpo iyo mirai dad vanditengere mastambo, vana kusvika kuziva maboyfriends amhamha. The boyfriend yaakabatwa nayo last week at Sisk is tall, light and is also married above all he is a Detective Sergeant, paCentral konapo, konapo, maiwee zvangu babangu diro iwe.

He drives a Honda silver in colour number plates dzacho; ARB 4255. Yaaa toko. Kudhla dzemudanga, kuredza mufishpond wakapfeka rain coat usadaro, apa you are also married to a ngonjo as well, haaa. Asi wakapenga kutorera busi- nessman mukadzi kwaakumurojera 4 rooms kubva mu 8 rooms, maiii, ita kuti mhaaa. Wakan- yanya, nyanyest.

Kwai when she ran away from the matrimonial home she left nothing, hapana chaakasiya, apa baba nhiya taiva kubasa kubar kuRange. She literally cleaned the house, she took everything including the husband’s clothes, even undergarments, haaa mukadzi uyu akaoma. The two lovebirds were caught in the act just three streets from Christian High School after a female friend to the businessman tipped him as soon as they started.

Jaziman haana kupedza nguva anga asvika pascene, and lo haano mashura padunhu, mumota here amana. Kwai dzisati dzaita anything dzakabowa mwana wemudhara, kuzhamba dzakatarira mukadzi achiita zvaanogona, kwai she was possessed because vakazongoona goni ravhugwa, mbama, chibhakeram boots kumukadzi. In less than two minutes panga pazara vanhu, kuita masvosve, kubuda mudzimba nechando ichochi, kopanga paita dramaka.

Haa kwai she was pummelled and was only saved by a senior Cop who was passing by who advised the two to go to Chikato. She went to Chikato stark naked, ari musvutu yaakazvagwa nayo, birthday suit mwana wamudhara. Kutaura kuno basa rinogona kutopera nekuti nyaya yakasvika kuvakuru vekamba.

Kwai Munyaldo is a sex maniac because akabvira kare achizviita and the hubby was told by neighbours but dzaingoti handinga siyi mutakunanzwa wakadero, asi ikozvino haa aabhoo manje. Akazobvuma kuti muDeacon uyu muchero womusango, bheta zviende.

Komashura atoitigwavo nouyuyu wokudzingwa kuKwekwe, zvakaoma veduweee, sure kutora mwana wako kuita mukadzi here, kugomerera mwana wokubereka, nyika ino chii nhai. Ehe, unozviziva, usada kuramba, kufurira mwana kuti arambe nyaya kumapurisa. Manje there is evidence, an audio is coming.

Mamuziva here uyu, anonzi Patricio Muchane. Vamwe ndivo varikuuraya vana for rituals, bhuratifuru mhani. Ko kupharmacy kwakadii, tiriko next week. Kurariweyi munofara here, kosadza hamuchadi kubika kkkkkk. https://masvingomirror.com

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

error

Enjoy our stories? Please spread the word: