GZU senior lecturer steals 150 chickens to spoil teen lover

Baba vanoda zvinhu ivavo vakomana kunge changani bag. Kungovona dress kuti mvee zvaipa. Manje this time makairasa, makabata pasingabatwi, munhu mukuru asina nyadzi. 

Dear reader this looks like fiction but it is a true story and HOTH stand by it, senior lecturer vakaba huku dzechibhoyi, road runners, 150 years 150 road runners. Imagine murume mukuru who is over 55 years old running after 150 road runners gegege. Kuzoona dzosvika 150 haa pakashandwa. 

It was on Saturday when his neighbours at the Mashava Campus had gone to a funeral in Masvingo and the senior lecturer hatched a plan to deprive them of their chickens. Imagine manetsero anoita road runner kuchengeta and somebody just decides to help himself with them. 

The senior lecturer is tall, slim and light in complexion, dzaka tsvukira so dzinomwa whisky and drives a Navhara Car. He lecturers in the humanities department and he is very senior, when I say senior I mean senior or very senior. 

Dzinoda madress kwete zvokutamba vana vechikoro vahwa nadzo kuchinjanisiwa, tuma slay queen utwu haa. So it happened that the salary had not reflected when the slay queen came for examinations apa baba nhiya toda kufadza babe. When he discovered that the neighbours were away, he decided to help himself with the neighbour’s chickens. Akati dzawira mutsvanda hadzinetsi kunhongera. 

Hwava. He loaded them in his Navhara Car and went to the market, as you are aware road runner harimiri and in no time dzanga dzatosisa homwe yorembera nemuduso, chibhanzi, tsapo, mula. 

Without wasting time he phoned the slay queen kuti vauye kuzopaza bag, kurova chibhanzi. Chibabe chakauya chikanzi batawo nepapa, they bought the usual stuff from Chicken Inn, Pizza Inn, Steers, whisky, ciders you name it, kuti pane chakasara musi uyu, havo kunofara nemari yekuba, haa sorry mudhara nyarawo mhanhi zvawakura wani. 

Kuba huku nekuda kufadza slay queen. Manje tarisa uone nyaya yaakuzikamwa, apa chisikana chakapedza kunyora zvese nekupedza mari yako, kava kutodya umwe. Anodyiwa haataure wakati the late System Tazvida. 

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

error

Enjoy our stories? Please spread the word: