Gold digger invades Masvingo City

Dhorobha reMasvingo raita munyama, munyama mukuru kana kuti rushambwa, maiwee maita gold digger, rinochera parisina kudzvara. Varume vaita munyama especially vaya vasingadi kuona madress kuti mvee.
The woman is changing men like diapers, so be warned, don’t say we was not warned by HOTH because this devil of a woman is serious, very serious about taking money, tora mari united chaiyo. Haambonyari kana kunyara koga, ihwaga chairo, sweet tongue pamusha payo, iwo maziso anenge achinzi boi, boi, kunge mangoyi, yes kunge katsi chaiyo, handinyepi.
Mawna wavanhu ngaanake.
Chitsvuku kunge nhengeni yakaibva, koiko kastep kacho haaa hauzomboda, like a Peahen, peafowl not Peacock yamajaira iya, ichi chinechiuno chinodana peacock. Kwai chakabatana, whatever that means. She has nice kidneys, vanodero vakomana vechimanje manje.
Musanyepedzera kushamisika, munomuziva, she is ‘married’ somehow to a Cop, haa machinda munenge manyatso shayei chaizvo, asi ane mudano kahi musikana uyu, or single mother iyi.
You know her, she operates a boutique in the CBD, which she acquired in a dubious manner, through hook and crook, haa kwakajutiwa varume hobho. Her name is Peshenzi, anogara kwaAphiri area of Mucheke, kwadzinochekwa baba. The surname is quite longish and has to do with kuvingira or something to that effect, HOTH could not get it fully, tanga tomanya kuzonyoraka. Mukainda paTsungai munomuwana, kowakatsvuka zvekurevesa. Ndozvo. Madamburekete.
Go to reflections akambotorera umwe murume wake, fortunately it was brief asi mavanga akasara nekuti mari yakabuda, endai kuRaylton, vanochema naye, kwaAminasi havana mate naye, kuHillside hatinga taure tobvopo toinda kuZIMRE PARK haiwa bodo, ihohoho naPeshenzi. Kuri sei kuTokyo, I mean kwaMutoko kune variko ikoko.
Many men of means in Masvingo have fallen victim to this nincompoop and it is HOTH’s responsibility to expose her so that you don’t become a victim. Kohaana waanosiya kubva kune vanoshanda in the President’s Office, vanozopepuka vachekwa, vapupuri, pupurai including this Gutu politician, this youth who is not a youth once fell victim to her.
Even Saddam Hussein akambonyudzwa, but this time hauchalumi, HOTH is out to expose you big time wajaira. If you don’t stop IT! I am going to expose you blow by blow, wese wawakajuta nemari dzacho nekwazvakaitikira newaunaye ikozvino. Saka STOP IT, unonyadzisa rudzi gwevakadzi mhani iwe, tibvirepo.
Chengeta mwana wako zvakanaka, siyana nekutambudza vanababa vevamwe.

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

error

Enjoy our stories? Please spread the word: