DSI in steamy relationship with headmistress

Mati kudii, kuti kudii chuu. Ihwa zviripaseri apo chabvondoka. Isu tongozvitaura musingadi muchida, muchida musingadi, this week its naming and shaming.

Gentle reader please HOTH is told the third wave is coming and it is real, third wave, third wave, itai zvinoita genga rangu otherwise tingapera, mask up, maintain social distance yomene kwete yefake and sanitise as much as possible, kwete kunwa doro muchiti I
am sanitising the intestines, haivo, maoko chaiwo.

Is this for money or just for fun or ichembere dzine musikahwa zvadzo, tichagozivam here…read on. Why I am asking this question is because muchigaba kana kuti chitende munenge makupwa nekukura saka vaviri ava varikuzviitirei icho chigaba chopwa. Age, age
development diva, dava, develop, de…

The headmistress is based in Masvingo Province in one of the districts in Masvingo Province, correct Masvingo Province and the DSI is elderly and married, very married also from Masvingo Province, same district, nhasi zvangu naPED. Chimutsa mapfihwa.

The headmistress is also married, HOTH is not sure but was informed that she replaced an MDC activist headmaster at the school, primary or secondary information yacho haisati yasvika.

Grade 7 Shona exam: Hawairevesa Tina……????? Pedzisa negitare rakakodzer
A.dhiriri tinti
B.tiri tiri titi
C.dhiriri ndi tintii
D.giri ngi kinkiiii

The two used to meet at the school but after word reached the husband the DSI now has never set his foot at the school, paakuthlisa. Dzaakungongwavha ngwavha dzirikure. Kungwara nehumbavha=Kungwavha vakadzi vevanhu.

HOTH is told the wife of the DSI is eating Hwange Coal, marasha ekubhoirisa mvura chaiwo, kumba hakuna chakanaka, hakusi kudhliwa
rinopisa. Asi DSI munga netsegwa nemukadzi icho chimbuya chiya, chipuruynyenye zvacho, chaperavo chiya, itai serious kana riri danda, fodya, lawezi, mbanje, mogo, bronco or mutoriro itai zvishoma DSI.

Sabhuku Mangwende, namaaabhooyiii. Semunhu wekuziva DSI hatichavadomi nezita asi kungoti please nyaraiwo you are a big
man, maamunhu mukuru.

How do you supervise her, apa akasviko chinja better systems at the school chaakunge tuckshop.

Sure, at your ages kuita Solo naMutsai vekwaGutu, siirai vekwaGutu ivavo, kovadiki vodii, kuzoti vazukuru venyu.

Kuda zvinhu kunge Silo kudero, yaa pamunenge makagara in that beautiful office, aiwazve iwe dohwazve, hofisi yakanakazve iyoyo, uumm kuti pane inokunda iyoyo muProvince muno.

Headmistress. Sheeee..a. DSI Is…….l. They both have biblical names. Koiyi yandirikuhwa iyi yeparufu kumaR kwaMucheke iyi ndeipi manje. Pakaipa, makunakuna parufu here amana.

Kwai hiiiii iiiingaaa ndaaaaatiiiii haaaandiiiimboooocheeeheemiiii waaaaniiii iiiiniii. Muningina womukadzi kwai akasvika akazvizvagadzira pasi achibowa achiumburuka achiti yaayangu, veduwee yayangu here, nhai mhai yayayngu.

Full story next week. https://masvingomirror.com

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

error

Enjoy our stories? Please spread the word: