Cousin marries mother, her 2 daughters

This world is not our home. Ichi chinoda dish towel nyoro because chinopisa, true chinoda dish towel nyoro chairo, rinosina mvura, kuti sinei. Nyoro chairo. NdecheZaaka rinodai kupisha, kwai Zaaka rinopisha.

Read on! Zaka rinopisha kwai umwe head weikoko ukangonetsana naye unobaya, unohamba kwamupfiga nebwe, kumaziva ndadzoka, anokupfuudza, hausweri, hauridhli remanheru. Izvi zvakaitika mushi waMay 10, 2021 kumanheru, kuzvi zvii zvii ikoku uku. Last year, Fortuner Saravo the mother of the two girls, yes she is called Fortuner Saravo, tall, light in complexion, medium built, vakaita chibhiza bhiza so, mutsiba unenge bhiza ramambo, moyo wake unenge gumbeze rechando icho chadai kusvika. Nhaka tofa KumaGumtree uku maiweee.

Mwanasikana chichekererwa seshereni, munoriziva here vana musoro bhangu shereni imwi, chitora mowoyo pakaperera shungu dzaMwari akanyora hake, Mordecai Hamutyinei, wepa Gutu apo. Fortuner’s husband passed on last year (MHDSRIP) and Fortuner fell for the nephew who answers to the name Munyangadzi Mugarandoga, dzikati mbuya ndiripano kana muchida munyaradzi ndiripano, musasaramoga.

They started going out at the beginning of this second year of Covid-19 induced lockdown, they decided to lock themselves at Mugarandoga’a house from time to time, iko kudunhu rekwa Mutema, Headman Zibwowa under Chief Nhema. Kunoitika zvakapengawo ikoko, Zaaka. After all its only 2km kubva kwavo kuin- da kwavo. Kana, tingati kugara nhaka here kana kuti chii, only the devil knows because dish harina kufamba takangovona vanhu vofambidzana na Carpenter, kapenta, kapenta. The tall carpenter, mushava, pencil slim but, but, but …muvakadzi ruvava, rukono.

Carpenter’s wife became suspicious and set up a plan to catch them and boom in no time she had the evidence, unfortunately the husband asked her to pack her little belongings and she was quickly replaced by mbuya Fortuner. Kana nyadzi mbuya Fortuner havana, sure how can you be so cruel to destroy a 19year old marriage.

Vana four, wonzi rova pasi, ayewa, dei akambozama yekwa Josphat Somanje and Pengaudzoke, kana wanditi ndiende wondimedzesa vana vangu. This time I don’t care. This time haulume. Ndomaperero akaita imba yamai Carpenter kuchizotangavo yamai nevana vavo vaviri vasikana, tumbama tuma tudoko, tunoti tadha pisha.

The two daughters are Paurina Stone aged 19 and the elder sister Muchakaneta Stone is 21, yes, it’s not rape asi ummm there is undue influence apa because carpenter vakambobata bata vanombosisa svimari.

And it is these monies that are used by the carpenter to lure girls, women, whores and many others, kondovanenge vachipenyaka paTownship, vane yese, vanenge vakapedza masports. Vana vakatapirigwa neLove yaCarpenter vakati, totevera mai, kuita semhuka, kusanyara, mazikuma, nyarai mhani, nemwivo mai, how can you share a husband with your biological children in this day and age.

Zvimwe, chiefs and village heads should intervene kwete kuda kungodhla mbudzi dzevanhu pamatare, no, no, Stop It! Now musha waStone waakutovhagwa kuda zvinhu kwevana namai. HOTH is informed that the three are all pregnant, carpenter iweka uchanotsva kudenga hamheno zvako.

This therefore means Fortuner is expecting a sixth child, vakomana, how will these children relate, vanodeedzana vachiti chii nhai, let’s try; mbuya maiguru, mainini mhai, muzukuru murume, mukoma mudiki, sekuru mwana, maiguru mhai, vakoma mainini, mapidhlongo chaiwo.

Kuda kutikanganisa brain chaiko, apa church yekwa Mugodhi makasiya mombogwa nekuronga marriage inenge midzi yemushozhohwa. https://masvingomirror.com

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

error

Enjoy our stories? Please spread the word: