Couple caught pants down behind a coffin at a funeral

Haano mashura padunhu, to say that the world is coming to an end is an understatement, ratova Sodom and Gomora chairo, eish. Here, here, here vakomana, anyway, mask up, maintain social distance and heavily sanitise, numbers are increasing again and that is not looking good.

Iwe siyana nekukisana nanhingirikini, ehe iyeye anopfeka skin tight. Yaayangu kanhi. This week toda kumanyira kuIndependence so the piece will be very short but long enough to cover the essentials. Bhuumu rikiti, svabu. Enter the ninja. Vafana vemazuva ano vanoti unoitwa Wastaki.

The couple that I am hothing has an unclear status, some say they are just living together, some say they have one child and married under customary law, chakadeno, chikadeno. For the sake of progress let us just call them a couple, vangatozongofa vasina kumbonzi couple kondozvoo, ndothlava, mapidigu zvagada.

They stay in Mucheke, musha mukuru weMasvingo, Mucheke A or B not sure but the street is Rozvi Street, ehe imomo munaRozvi. Varozvi vakapera nenda.

They are tenants at the house, unfortunately chipepa chandakanyora number yepamba pavanogara ndakachiwachira mubhachi rangu randakapiwa nemaboss for winter. Icho chauya chando chaMatavire. Toinda kunaMai vacho, she is in her late 30s, dark in complexion, ugly as in ugliest, vakashata zvekurevesa, kunge chigutsa chakasara murutsva, varikutobatsigwa nemask mazuvano.

She drinks gologo and any other beer available. Has two children from her previous marriage, varume vanezvivindi, a girl who is 13 years old and a boy who is seven. She is always at Mukuru.com withdrawing money sent from South Africa where she has quite a number of relatives vanomutimira mari yekumwa.

The man ndiDread vema- Plan, he pushes his stuff at Mukanya Bar, pazhe ipopaya paRank, pamukanya. He is in his early 40s, slim, tall, light, akatsvuka kudarika mukadzi, nhasi zvangu naPeter.

He also drinks all types of beer, mukadzi ndiye anotenga most of the times. Most of you, especially vepaRank mabva mamuziva or mavaziva.

Kwahi juzi riya pfeka hako muchando. https://masvingomirror.com

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

error

Enjoy our stories? Please spread the word: