Cop’s hubby threatens to bewitch wife’s 9 boyfriends

Kuti mvura ichanaya, kwapisa even kumaGumtree hakusi kugarika its too hot. Nezvinoita vanhu inganaya iyoyi. HOTH is quite embarrassed, when the relationship between my bosses and the cops is at its lowest level iwo mapurisa acho ndopaanobura nyowani everyday haamusadaroba, ndonyarirepi.

Kurisei kumaPP uko kubva kwaChivi kusvika Bikita. Mukadzi wemunhu habatwi, wakati the late Paul Dr Love
Matavire for sure haabatwi. Unoripa mutero wakareba ahi kufatinako uku, true kufakunesu.

The cop that we are hothing about is not new to these things, she is a Dean panyaya dzechihure, yavangoko yechihure, chero uya wekuChivhu we14 years haasviki apa. She is a dribbling wizard in terms of kuchinjanisa varume.

Her name has something to do with death and she stays in Mashava with the hubby. They have been married for three years now but the hubby is saying ‘I am done’ ndaabhoo.

He can’t take it anymore. He is taking action against the nine men who are eating his fruits, but what do you expect ukatora muti wemashuku ukasima pamba ziva kuti nemakudo nevanhu menge muchingoshongana mumuti, potse potse kudzingwa iwe
muridzi wemuti.

This hubby that she is staying with is the third one, she was once married to a cop who gave up on her after discovering love messages of four men. She married a prosecutor and he chased her away after catching her in the act. Koanohwa here uyu.
The whore married cop is stationed at Masvingo Central after being transferred from Chikombedzi and Mashava because of loose morals.

Vanga vatonetawo naye vakati toraivo ikoko. Iko kuzoiswa paCentral reaction aaahh she will react hamumuzivi. The hubby is bitter and he is going around telling anyone who cares about chihure chemukadzi wake, dzinenge dzaakutsenga baniwo handichadziwoni kwazvo. Anenge akatotangigwa kufambira kwaanotaura.

The hubby talks about the thousands that he paid as lobola and now some nine men, vanamusoro bhangu are enjoying the fruits of his sweat asi musadaro so.

HOTH is told she can do it anywhere, kwese kwese, pese pese, you know what I mean, those who know they know, haana nyadzi.
Now be warned guys the man is now taking action, kwai musazonditsvaka kana zvaipa this time pamakakambura pakwana, kufakunesu. This time hamulume.

Iyo Mashava iyi, hameno, you remember that GZU student weSTI yakapenga iya, kumenyeka menyeka, ini zvangu, ikozvino hezvo vanMuchichisi, masecurity guard, tonzvirira hedu. https://masvingomirror.com

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

error

Enjoy our stories? Please spread the word: