Chivi married women fight for Harare builders

The rains that pounded the country brought some relief on real farmers not cellphone farmers. Mwari ariko chero zvipfuwo zvinorarama, you thought HOTH was about makuhwa only, no kumaGumtree todawo chikafu saka ikanaya tinofara chose.
PP murisei henyu, ariseiwekuZESA uyu, amana takuvara nekushaya magetsi tibetsereiwo PP maybe mungahwikwa.

Although we are in the 16 Days Against Gender Based Violence HOTH will not spare those who engage in demonic prostitution. Kuita kubudigwa neshavi. Especially married women. Akazovigwa here mukadzi uya kwai anohi Maona.

There was free drama at Madhoro Village kwaChivi uko, when two married women, who share the same totem, vana maSibanda masi, fought for builders contracted to build Igwe’s palace in the area.

The builders are building a palace at this homestead where the children are in the diaspora and they send money, real money from the diaspora and this is the money being used to construct the mansion by builders from Harare. The builders are paid
in US$, saka vasingarambwi nevakadzi vevanhu, even murume chero ari Selukwe, havarambwi because they splash real money.
Sezvamunoziva mari nevakadzi zvinodhlidzana ibhande nebhurugwa.

It didn’t take time before zvasangana nezvifeve zvemudunhu, vakadzi vevanhu for that matter, very married.
They hooked up with one of the builders ichi chinozvida ichi, by the way they drive, they have a motor car which they drive around after work, vapedza kutamba nedhaka vono tsotsonya maYuwesi avo.

The bhiridha wekuzvida uya proposed to two women, very married, this one wekudanana nahead ticha wepa …ehe ipapo muWard 6 mamuziva ava Mai Era, mava ziva she is of the shumba totem, masibanda, vachivi. The other woman, very married as well of the same totem, Mai Tinofara. Akatanga ndiMai Tinofara kunyengwa Mai Era vekusada kusarira segotsi vhuu vapindirawo
haa chegore rino.

Mai Era is also going out with the councillor, ehe kanzura vaya vekuSvinuka ward … ehee iyo. Eden Hazard is now wearing jersey number …ehe. Yakava bata murefu bata mufupi muraini, Mai Era vachicheka cheka munhu noreza. I am not cooking up the story
Mai Tinofara vakavenzengwa noreza senyama huro yose kutsvuka ropa. The matter was reported to the Police at Mhandamabwe Base.

Mabhiridha musazodaro amana kutora vakadzi vevanhu muchishandisa mayuwesi, havo vogwa vokuvadzana. Meanwhile, kumashava kwanetsa zvekare. There is this polygamist of a guard, but makapenga baba nemaomere akaita zvunhu kudai moita
madzimai matatu. Yes, three mouths to feed multiplied by their offsprings, haa unochifeeler gore rino nekorona iyi.

Last week Kasiyeni Mavhy was paid his salary including backpay, changa chirichitsama chemari akati kumba handiyendi, ngakuuye kuno. Idya mari mukadzi ayende. You may ask kuti where did he spent the money, iko kumashabhini akati kuuya
awa, better you open the bars because kumashabhini vanhu vapererako. Apa kunenge kune tuvana zvekuti mari yose inopera, kanenge kachinyepra kutsvaira kuti mukaone, chegore rino. Mai Tafy vakafira kuvhunza haa vakaitwei, pliz
musazodaro. https://masvingomirror.com

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

error

Enjoy our stories? Please spread the word: