Chirumanzu Zanu PF councillor impregnates son’s girlfriend

Nhaivedu, vanhu vekwaChirumanzi matanga futi, matanga futi here, asi chii nhai, chii sure, throwing your morals through the window, kuita kukanda nepawindow here.
As usual, mask up, sanitize and keep your distance, ibvapo apo paneuyoyo, chero iri hama yako, Indian variant is upon us, be careful and be very afraid, tiza nehutano hwako. Go and get vaccinated.
Todiiko nevanhu ava, moti kuba inputs, moti chifambi nevana vechikora, moti huori haa Chirumanzu politicians, give us a break mhani HOTH anoda kumbonyora vamwe kwete kuramba achingoti nayo Mvuma iyi.
Dear gentle reader I know you want to celebrate Africa Day so I will make it as short as possible, yes there is Africa Day on May 25, chero nyika zhinji dzemuAfrica dzisisakoshesi zuva iri HOTH thinks the day is still very, very relevant.
Tremendous things are happening tremendously in Chirumanzu District, nzvimbo yaana nyamuzihwa, shumba, vanamasibanda, iweka.
Unovhaigwa iwe, kutora musikana womwana wako kwaakumitisa, gegege, makaoma kanzura, ndimwi muneyese, munorira paChirumanzu apo, kumusha kwaDembomavara, Kwangwari, Gwaindepi.
Munhu anongoti choto chadziiwa nemwana anoda kudziyavo, zvino uchapedza Zvoto zvose uchingoteverera uchidziya, mwana wofarirepi, kwai hee mwana wangu haana mari saka huya kwandiri, amana kuitavo here uku.
The moment he set his eyes on the form 5 avocado shaped girl he started salivating despite being told that she was going out with his son, kwai dzakati apa ndofa ndadhla chete, chero zvodii.
Boom, icho chimwana chikati, marinyenyu mudhara and in no time she had dumped the poor young man, akasiiwa ipapo, ipapo, konapo, konapo. Money can buy you everything, its only that you don’t know where to buy.
In no time the seed that was planted started growing in in her womb and the family confronted the Ward 1133 councillor and he bought them, money, money. He persuaded the young stofo tofo to relocate to the ancient city and this is how yours truly got to know about the scandal of scandals.
Tiriko hedu kumaGumtree nyaya bvuu yasvika, she passed through the road and curious HOTH wenyu on went on to enquire why the young girl is not going to school and why the stomach is bulging.
Poooo rakata, nyaya yose yakabva yabuda, she was a student at Leopold Takawira High School, Takawira is turning in his grave, sure mashiripiti akadai achiitika munzvimbo yake kudai. By the way did you know that the late VP I mean the actual VP, vaMuzenda has a house in Mvuma, kumarokesheni? Ehe vanayo, ZTA hero basa, ZimBho.
Kwai chimwana chaidhla Pizza, Chicken Inn, Chicken Slice baba, daily, kuita sechiya chekwaMarko Sibanda, chababa vaya vokutanga kuzopazha chatizira, chikapedzisira chatiza rupazho everyday.
Kwai the Ward Councillor has many other smallhouses and he is not stopping, full speed ahead. Chief Musara murisei henyu kuMasvingo North uko, kwamunodai kutonga.
The dark and short councillor drinks Zambezi, he drinks like a bird zvadzo dzakatyoka zvadzo. Chatibwege, hungwe, matapira, chasura musazodaro. I told you musada kudziya Zvoto zvose because that will lead to tremendous things happening tremendously in Chirumanzu ward 1133.
Some are wandering kuti asi yababa vekurara nemwana wavo maisiya, koyekupharmacy, ayewa dzirikuuya don’t worry tati timboti councillor turi.

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

error

Enjoy our stories? Please spread the word: