Chikato Cop caught in the act with married woman

Haaahaahaa, kkkk, pwapwa, dambu rikiti. Uchanzwa bhata, batai wenyu, wedu anopenga, madamburikiti nemukadzi wemunhu, kusanyara, kunge imbwa pese, pese, nepane vanhu, kure uko. Heyo korona iya yava nemazita zana, zana, when HOTH was telling you to observe the WHO protocols maiti anopenga, tarirai patava.

Anyway, dear avid reader, please mask up, maintain social distance and wash and wash your dirty hands with running water or simply sanitise. Havo vamuporisa vapedza basa kkkk. Asi iwevo unozotoregwa mukadzi nemumwe murume hindava, hindava nhai iwe musoro bhangu. I am sure you all know the officer who fought like a lion after being caught bonking another cde’s wife. He is very popular at Chikato Police Station in Masvingo urban. Ipo paChikato chiiko nhai, kuita makwikwi echihure, vakadzi nekoko, varume vacho nekoko. Igarira noko tisangane chaiyo.

Munayaravo varume, chiiko, makaja chonga here nhai vedu. Iro zita racho, kunzi mbonje, haunga koni kuita mbonje when you always chase after married women. On the fateful day, dzakati dzapedza basa ndiye tande kumba kwa uyu anoda zvokumhangara too much in Pangolin.

He phoned the wife as usual tumafoni twenyu twakauya utwu, Strive huya uone zvoita vanhu vako nemafoni awakatanga aya. Instead of using cellphones kuita zvunhu zvakanaka, nechihure takarasima, haiwa bodo. Ngrrr, ngrrrr, helo ehe chiuya chimudhara chainda kunight duty, saka unotovata kuno nhasi hukalalwi, aaah bhoo ndatopedza basa ndirimuroad kuuya fana kugeza. Kahhhhh Granvia richimutswa kubva paChikato rakananga kuPan- golin.

Iwo maGranvia awa. The affair is now two years old so as usual kana baba vianda kubasa ravo rehu night watchman, muporisa anongouya pasina chekuthla. Asi sure wotorera umwe wako mukadzi, koinga you are all in the security sector wani, hauna tsitsi, ehe ndigadhi zvake asi basa rakada kufanana. As usual dzakapinda and dzikamborova chisadza nekanyama and proceeded to the bedroom wanike amai vakamirira, she was very ready, yes, I mean ready as in readiest.

Kuma to, to ikoko murume mukova bherengende, wanike mashura padunhu, mukadzi arikuverengeswa nyeredzi nemuporisa. Huyai mose mose panorwa mikono huyai muone ichibayana, wakati Manyuchi before the boxing match against the Ugandan last week on Saturday. Zvakaitika makazvionera. Mikono yakatasurana, umwe pasi, umwe pamusoro, haa muporisa wakakindiswa but managed to escape from jaws of a lion, wanga obhurashwa akati chitsoka ndibereke arimusvo. In his birthday suit akati tande nemugwagwa, chasing the wind akangoona chichari chaiva pawaya akati Mwari wangu, ndiye katanu kwaakumonera, it was just enough to cover the essentials. Luck pamba pacho padhuze munaSmart muya, Chesvingo.

He had no option except kutoinda kumba dzichinyara nyara, he used to deny kuti anodanana nechimukadzi chemunhu, apa zvakabva zvabuda pachena. HOTH is reliably informed that when the two started going out they were using condoms but as time wore on haaa, it was live, throwing caution through the window.

Asi ghadhi anezvivindi, kwai dzakati, I love my wife handimusiyi, chero mukataura zvamunoda, ndoshingirira. So, the two are still together and love yavo yava kutopisa zvokudonhedza makozho mumba. NB: Imwi vasikana imwi vekuJackCity siyanai nezvekugwira mukomana, motinyadzisa mhani, inga varume vazere wani, if you continue like that you know what will happen. Tinodzidhonza ndandiidzo. https://masvingomirror.com

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

error

Enjoy our stories? Please spread the word: