Chishanu 22 Kurume – March; Vhiki rechishanu renguva rokuTsanya Chiverengo chokutanga:Jeremiya 20,10-13 Inzwai chiverengo chinobva mubhuku roMuporofita JeremiyaJeremiya akati:Ndiri kunzwa vanhu vazhinji vachiita kazevezeve,mativi ose zvangove zvinotyisa ‘Mumhan’arirei! Ngatimumhan’arirei,’ ndizvozviri kutaura shamwari dzangu chaidzo dzose,dzakangotarisira kuti pangu pandiperere,vachiti zvimwe angafuririke tikamukuriratobva tamutsividza.Asi Tenzi aneni somurwi wehondo anotyisa.Naizvozvo vanondionesa ndondovachagumburwa uye havambondikunda.Vachanyadziswa zvikuru nokuti havasikuzombobudirira.Kunyadziswa kwavo […]
Ps Trymore Dzobo PART 4The gospel is a universal message,it is for all men inspite of their diverse cultural,traditional,educational and ethnical backgrounds…It is for both the educated and uneducatedSmall and greatPoor and rich..It is good news to the hearer.This is why Jesus was precise when he gave instructions to his disciples,He commanded them to go […]
FR ISIAH DHLIWAYO This theological reflection puts forward liberation theology as situational/contextual and aims to comprehensively seeks to give voice to the marginalized, powerless,needy and poor. It emphasizes salvation or redemption as an element of both the mundane world and an eschatological reality.The society constitutes human beings who are socio,economic,political and historical realistic in their […]
China 21 Kurume – March; Vhiki rechishanu renguva rokuTsanya Chiverengo chokutanga: Mavambo 17,3-9 Inzwai chiverengo chinobva mubhuku raMavambo3Tenzi akazviratidza kunaAbhuramu. Abhuramuakati pasi gwadagwa akatyora uso, Mwari ndokuti,4 “Chitenderano changu newe ndechichi: uchavababa vendudzi zhinji zhinji dzavanhu. 5 Zita rakoharichanzi Abhuramu, asi rava kunzi Abhurahamunokuti ndakuita baba vendudzi zhinji dzavanhu.6 Ndichakupa vana vakawanda, mauri muchabvandudzi dzakawanda, […]