BEAM committee member steals head’s smartphone to spoil slay queen

Ngoma ndiyo ndiyo genga, mask yako, tambira kure neroro, uye sanitise and sanitise kusvika zvanaka, vonai zvirikuitika kuIndia, its not looking good guys, vane zheve dzokuhwa vahwa, don’t relax, get vaccinated, its safe.

Madhara kuda zvinhu kwenyu uku, munonyadzisa, kusvodesa, sure at your age muchiri kuda Slay Queens, surrender! Zvinopedza strong chaiko. I am referring to you, yes iwe musoro bandama, ndiwe waandirikureva ehe iwe wekwaMukotosi, ehe, ekuba phone. “Imi wee ini haisi mhosva yangu hanti iro dununu iri ndiro rakandibheja pamakasi.

Sezvineiwo ndakabva ndahwiniwa nemurume chaiye anoziva zvaanoita. Haa zvimwe ndezvimwe Bee akaoma wena ibhuru chairo. All we can say is gentlemen if you decide to gamble, please avoid betting your wives out there. It does not need a rocket scientist to know that Maria is now going back to Brighton for more sexual healing sessions.

Wonders will never cease. Ward 2 Chivi North haa makaoma vanhu imwi, todii nevanhu vekwaChivi nhaivedu. The story has gone viral, sabhuku kubheja mukadzi … mate aoma mumuromo. Kwai chando chauya, kwai kune tumajuzi tudiki tweR30 tunokwana, kuti musakwatuka kwatuka muchando chino, those who are schooled know what HOTH is talking about.

Kuchecheudzwa kwakambopinda mufashani vakomana. This week’s story goes like this, there is this member of the BEAM committee kwaMukotosi uko, Ward 2 kwaChivi. He is in love with this slay queen kepa Mhandamabwe or Mhan- dezi in short. As you all know tuvanhu twacho tunoda zvinhu sechangani bag. It so happened that her phone started malfunctioning, behaving like a mad man, not sending messages, calls hachahwikwi, no more whatsapp.

Naturally she approached the BEAM member boyfriend apa amuBoyfriend mari hatina but babe torida. Vamwe vaakuti hee iwe HOTH unozviwanepi iwe uchiswera kumaGumtree, yes I stay there but my ears and eyes are everywhere, saka musamboita chunhu muchiti hatizvihwi.

Sorry dear reader, ndingahokanganwa, kokwai pfambi iya yakabata pamuviri nhai, kudoibvunza kuti ndeyani kwai handichazivi, Mabasa enyu awa, please please kana pane akarara naye without protection please assist her may be ndiwe muridzi wenhumbu.

Ehe munomuziva wepamaShops kwaMucheke uko kwa..k, ehe ikoko. Pastor murisei, ndoreva imwi vekudhakwa. Back to our story. Sezvineiwo the headmaster at this school called for an Indaba, mushongano wekushara vana veBEAM zve basic education assistance module zvevana vanenge vanavabereki vasina zvikwanisiro.

Meeting yakarohwa apa headmaster vari busy kusaina maform rimwe gondohwe richiba fon kuti rinopa slay queen. Dzakashafa phone mumbudu ndokurova pasi, headmaster vapedza kudoti kudoti phone, phone ikati wakandiisepi. It developed some kegs.

The meeting was attended by Haroni, Petros, Chale, Marita, Rerarera, Manzombemombe, Thoma and Sisi, now you know who stole chicken from the chikari pot.

Kutaura kuno the slay queen is using the phone to call other boyfriends and menfriends so that they can come and enjoy her machine. Kokuzokisana muroad muna second ndokudiiko nhaiwe mufana wekwa Sisk uko kwa- Mucheke.

More details next week. https://masvingomirror.com

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

error

Enjoy our stories? Please spread the word: