Anglican Reverend beds accountant intern

Yesterday it was the late 14 year old Memory (MHSRIP) who was abused nezidhara rachena ndebvu kusvika atisiya and today interns are also in it, yes madhara haasi kumira bodo. Iwo ma interns awa, iwo awa, uummm moto chaiwo.
Figures do not lie dear gentle reader, mask up, sanitise, stop kungomberereka nenyika for no reason and keep social distance.
Vakomana mati paCorner Kick paita Seiko nhai, ukarambwa usachema kanhi, how can you use your powers or should I say abuse your powers because wakarambwa, kutambisa mwana patati patata heya itai henyu tione. Ko inguva yenyu mukoma, musoro bhangu.
Abhero.
Kwai ukavona girlfriend yako isinga chiti or kuda mari, muka ubike doro uti Mwari wakurasha, muka ubike doro, hope idzodzo dzakaipa.
The abuse of the girl child has reached another level, it is not pleasing at all especially when the perpetrators are clergymen, those that they look up to for guiadance, kuswedza mbudzi nemapere.
Sure, sure mwana wavuya kuattachment iwe wozvi attacher muchiono make usadaro iwe urimunhu anoremekedzwa wani. Munhu waprisita here amana, asi kababe kacho kambama, kanenge kanazvowo. Kokusazodzima mamesssage, was it deliberate or hudununu, hameno ikoko kuma kuManicaland.
Oooh yes this one is from Manicaland gigigi manga muchiti iMasvingo, ayewa its Manicaland where Anglican Church has one of the biggest followings and one of the best church run schools. Zvana zvazcho zvinomeula skuru kwete mbichana.
Maifunga kuti HOTH haauyiko, manje ndouya chete, musingadi muchida.
Claudius Hokoyo Zviripayi brother to Vitalis Digital Takawira, haa haa knowledge shall kill me. Iwevo waizodanana nemusikana arikwaMutare uko kumapere iwe uri kunzimbe, hezvo wozhamba.
This girl, iro zita racho, kwai, kwai Mandirozva Chandisiyaini, whatever that means, but akamenwa namufundisi. Maria mai vaJesu.
The Anglican Rev’s name is Edmondo Sambezi Mutereko, ehe ivo vaya mavazivaka ehe, that bespectacled handsome priest, kane sweet tongue.
Kwai last week the intern and the priest went to one of his many stands where he is building and they enjoyed the forbidden fruit in the unfinished building in Penhalonga. Ehe kuPenhalonga ndiko kwazvakaitikira, not once not twice asi kuti apa ndipo pazvakabatwa because the boy, I mean aida kuroora ndipo paakawana matexts mufon yemusikana atouya kunzimbe. This the reason why HOTH is asking kuti was it deliberate or ignorance yebabe kusiya machats aakadaro mufon.
Hokoyo nerudo. The boy discovered the chats after the girl visited him over the Heroes Holidays for introductions kunzimbe, kodzoda kuwanazve idzi, dziri serious, zvino hameno zvichadii, nekuti dziri kubowa maningi sitereki. He is fighting from the girls’ corner, babangu ngara iwe. My advice is, leave the girl eloni, because you will be haunted for life about her sexual past, more so that you know the perpetrator, nepazvakaitikira, haa unofa neBP mufana.
Mujaya anotaridza kuva kudivi remusikana but the pictures and chats in HOTH’s possession don’t point to abuse although it is.
The girl gave in to the sexually garrulous priest after she was promised a permanent job after university as an accountant, tanga wandida, munoti mukoomana weMwenezi kwaMaranda waireva nhema, Matavire, paakati, ‘basa riri pano mari haizivani, kana wada aini ucharova nyemba nemusana’ priest vakatovhaigwa.
Vaiisa mari zveiwe, ma500 awa edata haa hauzomboda.
Priest: Yes babe
Priest: Thanks so much for everything
Chimoko: Most welcome swty I enjoyed xaa ndosaka ndanga ndichida kukuona haa unopedza ma sports.
Come on Rev, iwo magirazi ndiwo anokunyengera.
The story is long and HOTH can spend the whole page narrating it.
Next week there will be an update don’t worry, the story is still fresh and unfolding, it’s a soap opera.

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

error

Enjoy our stories? Please spread the word: