AFM Pastor pays US$27 000 to sangomas to save his life from zvikwambo

The month of August was quite eventful, Zambia elections, Memory Machaya, Ugandan n’anga etc.
The Covid-19 gospel harisi kumira and one thing for certain, tichinacho chigwere ichi so the choice is yours to or not to.
It has been a long time since you last read anything from Majange, my neighbourhood, kudhuze nekumaGumtree kwedu uko. Chando chaakupera, its shama time, isu taionerera muchando kuzoti.
Dear reader I am sorry to disappoint you because paita patati patata, chabva kusvika izvozvi. So yaMajange Granny totamba nayo next week neimwe yemuface wekwa Mutare who burnt property yebabe, kwaMajange futi after reading steamy messages from other men to his girlfriend, amaiiii next week yakaloader
I always tell people kuti musachiva humwe hupfumi uhu nekuti hamuzivi kwahwakabva, vamwe ndivana madirativhange.
They mix Christianity with sangomas, tsikamutandas, n’angas and pangas, this one you know him anopfuura nepamaGumtree everytime achienda kuchurch kwake, kuJudea achibva kuZimre Park where the who is who of Masvingo stay.
Musanyepera kupenga munomuziva, ndounorirazve pachurch ipapo, ndiye aneyese.
Here is the juice part of the story, the famous rich pastor, he is rich wooo, he had buses inscribed Plus, Plus sometime ago and a money lending business among others.
The AFM pastor answers to the name, Jayi and the surname says something about kuvengwa kwai munondizvonderei, may be you hate him for his money/riches.
HOTH is told that the version being peddled around is not true, why, hapana munhu ane five senses angatora US$27 000 for multiplication, mandihwa here or should I repeat and go deeper, there is no one in his or her right senses who would take dzutswa remari yakadero for multiplication, rrrr taa ndaramba.
Here is the story, mukuru vakaromba sometime long time ago then July this year ndiwo mwedzi waifanigwa kufa iye, mwana kana mukadzi, yes mhiko yacho ndozvayaireva so he was on the ropes, zvikwambo zvaakuda ropa. The man had no option except to look for help everwhere saka dzakasangana naSekuru Jamil Zen, International Registered Healer, Herbalist dzikapukutwa US$17 000, iyi munoizivaka iyi. Jamil went on to buy houses and cars, the rest is history.
The Pastor could not stop looking for help and his friend, dzimwe so, came in handy and they went to Malawi where he parted with US$10 000 kuti zvikwambo zvipore. What we don’t know is zvakabaya zvamulii here or its temporary relief. Asi Ikozvino what we know is that the friend was rewarded with US$3 000 and he is enjoying the bloody money, kondiye wadii.
HOTH is reliably informed that, chero mukataura kuti chii pamusoro pake hamuhwini nyaya yacho because the congregants are solidly behind him. He repaired the church in record time when the roof was blown off during the last rain season.
Vanomuda zvekuti heki, kwai ndozvimwe zvacho zvaakaita, he uses them to make money, information shall kill me guys. Apa dzakabva kurambana nebabe radzo, shumba murambwi murisei.

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

error

Enjoy our stories? Please spread the word: